ƲaEfeso 3:15 - Shona Bible 1949 revised 200215 rudzi rwose kudenga napanyika runotumidzwa nezita ravo, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 aʋo, rudzi rwose kuɗeŋga napanyika runotumidzwa nezita raʋo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 kunobva chose chinotumidzwa kuti mhuri, chingave kudenga kana kuti pasi pano. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 kunobva chose chinotumidzwa kuti mhuri, chingave kudenga kana kuti pasi pano. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 nokuti mhuri yavo yose iri kudenga napanyika inowana zita rayo kubva kwavari. Viz kapitola |