ƲaEfeso 2:21 - Shona Bible 1949 revised 200221 Maari imba yose yakasanganiswa kwazvo, inokura, ive temberi tsvene muna Ishe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Maari imba yose yakasoŋganiswa kwaɀo, inokura, iʋe tembere tȿene munaShe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Paari ndipo pakabatanidzwa imba yose ichizokura muna Tenzi kuva Temberi inoera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Paari ndipo pakabatanidzwa imba yose ichizokura muna Tenzi kuva Temberi inoera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Maari imba yose yakabatanidzwa pamwe chete uye inokura kuti ive temberi tsvene muna She. Viz kapitola |