Online Bible

- Reklamy -




ƲaEfeso 2:19 - Shona Bible 1949 revised 2002

19 Naizvozvo, hamuzati muchiri vaeni navatorwa, asi matova pamwechete navatsvene, neveimba yaMwari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Naiɀoɀo, hamuzati muciri ʋaeni naʋatorwa, asi ʋobgo pamŋe cete naʋatȿene, naʋeimba yaMŋari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Nezvo hamuchisiri vaenzi kana vatorwa asi mava vagari vomo pamwe navatsvene nenhengo dzemhuri yaMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Nezvo hamuchisiri vaenzi kana vatorwa asi mava vagari vomo pamwe navatsvene nenhengo dzemhuri yaMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Saka, hamuchisiri vatorwa kana vaeni, asi vagari pamwe chete navanhu vaMwari uye mava veimba yaMwari,

Viz kapitola kopírovat




ƲaEfeso 2:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy