ƲaEfeso 1:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 sezvaakatitsanangura maari nyika isati yavambwa, kuti tive vatsvene, vasina mhosva, pamberi pake murudo; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 seɀaakatisanaŋgura maari nyika isati yaʋambga, kuti tiʋe ʋatȿene ʋasinemhoȿa pamberi pake muruɗo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Akatisarudza maari pasi pasati pasikwa kuti tive vatsvene vakarurama pamberi pake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Akatisarudza maari pasi pasati pasikwa kuti tive vatsvene vakarurama pamberi pake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Nokuti akatisarudza maari nyika isati yasikwa kuti tive vatsvene vasina chavanopomerwa pamberi pake. Murudo Viz kapitola |