ƲaEfeso 1:17 - Shona Bible 1949 revised 200217 kuti Mwari waIshe wedu Jesu Kristu, Baba vokubwinya kukuru, akupei mweya wokuchenjera nowokuzarurirwa pakumuziva; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 kuti Mŋari waShe weɗu Jesu Kristu, Ƃaɓa ʋokubginya kukuru, akupei mŋeya wokucenjera nowokuzarurirwa pakumuziʋa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Dai Mwari waTenzi wedu Jesu Kristu, Baba vembiri vangokupai Mweya woungwaru anozarurira vanhu kuti mumuzive Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 “Dai Mwari waTenzi wedu Jesu Kristu, Baba vembiri vangokupai Mweya woungwaru anozarurira vanhu kuti mumuzive Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Ndinoramba ndichikumbira kuti Mwari waIshe wedu Jesu Kristu, Baba vokubwinya, akupei mweya wouchenjeri nokuzarurirwa, kuitira kuti mumuzive zviri nani. Viz kapitola |