Rute 4:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Zvino akati kuhama yomumba, “Naomi, uya wakadzoka achibva kunyika yaMoabhu, unoda kutengesa mugove wenyika waiva womunun'una wedu Erimereki; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino akati kuhama yomumba: Naome, uya wakadzoka acibva kunyika yaMoabi, unoɗa kuteŋgesa mugoʋe wenyika waiʋa womunuŋuna weɗu Erimereki; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Bhoazi akasuma nyaya kune hama yake iya, muridzi wenhaka achiti, “Naomi uya akadzoka achibva kuMoabhu ari kutengesa munda waiva waErimereki. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Bhoazi akasuma nyaya kune hama yake iya, muridzi wenhaka achiti, “Naomi uya akadzoka achibva kuMoabhu ari kutengesa munda waiva waErimereki. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Ipapo akati kuhama yapedyo, mudzikinuri, “Naomi uya akadzoka kumusha kubva kuMoabhu, ari kutengesa munda waiva waErimereki hama yedu. Viz kapitola |