Rute 4:17 - Shona Bible 1949 revised 200217 Vakadzi vakanga vagere naye vakamutumidza zita, vachiti, “Naomi wakaponerwa mwanakomana;” vakamutumidza zita rinonzi Obhedhi; ndiye wakazova baba vaJese, baba vaDhavhidhi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ʋakadzi ʋakaŋga ʋagere naye ʋakamutumidza zita, ʋaciti: Naome wakaponerwa mŋanakomana; ʋakamutumidza zita rinonzi Obedi; ndiye wakazoʋa ɓaɓa ʋaJese, ɓaɓa ʋaDavidi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Vakadzi vavakanga vakavakidzana navo vakamutumidza zita. Vaiti, “Naomi aberekerwa mwana mukomana.” Vakamutumidza zita rokuti Obhedhi. Ndiye akazova baba waJese, Jese akazovawo baba waDhavhidhi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Vakadzi vavakanga vakavakidzana navo vakamutumidza zita. Vaiti, “Naomi aberekerwa mwana mukomana.” Vakamutumidza zita rokuti Obhedhi. Ndiye akazova baba waJese, Jese akazovawo baba waDhavhidhi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Vakadzi vaigarako vakati, “Naomi ava nomwana womukomana.” Zvino vakamutumidza kuti Obhedhi. Ndiye aiva baba vaJese, baba vaDhavhidhi. Viz kapitola |