Online Bible

- Reklamy -




Rute 3:18 - Shona Bible 1949 revised 2002

18 Zvino vakati, “Chigara hako, mwana wangu, kusvikira waona mugumo weshoko iri, nokuti murume uyu haangazorori kusvikira apedza shoko iri nhasi.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ɀino ʋakati: Cigara hako, mŋana waŋgu, kuȿikira waʋona mugumo weshoko iri; nokuti murume uyu haaŋgazorori kuȿikira apedza shoko iri nhasi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Ivo vakati, “Chimira zvako mwanangu kusvikira waona kuti nyaya iyoyi ichasvika papi nokuti murume iyeyu haasiri kuzogara pasi asi achatoigadzirisa chete iye nhasi uno.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Ivo vakati, “Chimira zvako mwanangu kusvikira waona kuti nyaya iyoyi ichasvika papi nokuti murume iyeyu haasiri kuzogara pasi asi achatoigadzirisa chete iye nhasi uno.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Ipapo Naomi akati, “Chimira, mwanasikana wangu, kusvikira waona zvinoitika. Nokuti murume uyu haangazorori kusvikira agadzirisa nyaya iyi nhasi.”

Viz kapitola kopírovat




Rute 3:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy