Rute 3:17 - Shona Bible 1949 revised 200217 Akati, “Iye wandipa zviyero izvi zvitanhatu zvebhari, nokuti wakati, ‘Usaenda kuna vamwene vako usina chinhu.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Akati: Iye wandipa ɀiyero iɀi ɀitanhatu ɀebari, nokuti wakati: Usaenda kuʋamŋene ʋako usinecinhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 achiti, “Andipa bhari inotokwana makirogiramu anenge makumi maviri achiti, ‘Haungadzokere kuna vamwene vako usina chawakabata mumaoko.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 achiti, “Andipa bhari inotokwana makirogiramu anenge makumi maviri achiti, ‘Haungadzokere kuna vamwene vako usina chawakabata mumaoko.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 uye akatizve, “Andipa zviyero zvitanhatu izvi zvebhari, akati, ‘Usadzokera kuna vamwene vako usina chinhu.’ ” Viz kapitola |