Rute 2:23 - Shona Bible 1949 revised 200223 Naizvozvo akarambira kuvasikana vaBhoazi, akaunganidza kusvikira pakupera kwokuchekwa kwebhari nokuchekwa kwezviyo; akagara navamwene vake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Naiɀoɀo akarambira kuʋasikana ʋaBoazi, akaʋuŋganidza kuȿikira pakupera kwokucekwa kwebari nokucekwa kweɀiyo; akagara naʋamŋene ʋake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Naizvozvo Rute akaramba achifuhwa akati kwati navasikana vaimushandira vacho kudzamara vapedza kukohwa bhari nekoroni, iye achigara zvake navamwene vake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Naizvozvo Rute akaramba achifuhwa akati kwati navasikana vaimushandira vacho kudzamara vapedza kukohwa bhari nekoroni, iye achigara zvake navamwene vake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Saka Rute akagara pedyo navasikana vaishandira Bhoazi achinongera kusvikira kuchekwa kwegorosi nebhari kwapera. Uye iye akagara navamwene vake. Viz kapitola |