Rute 2:21 - Shona Bible 1949 revised 200221 Rute muMoabhu akati, “Hongu, wakati kwandiri, ‘Unofanira kurambira kumajaya angu, kusvikira vapedza kucheka zvose zvangu.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Rute muMoabi akati: Hoŋo, wakati kwandiri: Unofanira kurambira kumajaya aŋgu, kuȿikira ʋapedza kuceka ɀose ɀaŋgu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Rute muMoabhu uyu akati, “Murume iyeyo anditiwo, ‘Ramba wakati kwati navashandi vangu kusvikira vapedza kukohwa mbesanwa dzangu dzose.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Rute muMoabhu uyu akati, “Murume iyeyo anditiwo, ‘Ramba wakati kwati navashandi vangu kusvikira vapedza kukohwa mbesanwa dzangu dzose.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Ipapo Rute muMoabhu akati, “Abva ati kwandiri, ‘Gara navashandi vangu kusvikira vapedza kucheka zviyo zvangu zvose.’ ” Viz kapitola |