Rute 1:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Zvino Erimereki murume waNaomi, akafa, iye akasiyiwa navanakomana vake vaviri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino Erimereki murume waNaome, akafa, iye akasiyiwa naʋanakomana ʋake ʋaʋiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Zvino Erimereki, murume waNaomi akafa, Naomi ndokusiyiwa aine vana vake vakomana vaviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Zvino Erimereki, murume waNaomi akafa, Naomi ndokusiyiwa aine vana vake vakomana vaviri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Zvino Erimereki, murume waNaomi akafa, iye akasiyiwa aine vanakomana vake vaviri. Viz kapitola |