Online Bible

- Reklamy -

Rute 1:1 - Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino namazuva okutonga kwavatongi nzara yakanga iripo panyika. Mumwe murume weBheterehemu-judha akandogara panyika yaMoabhu, iye nomukadzi wake navanakomana vake vaviri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino namazuʋa okutoŋga kwaʋatoŋgi nzara yakaŋga iri’po panyika. Mumŋe murume weBeti‐rehemi‐juda akandogara panyika yaMoabi, iye nomukadzi wake naʋanakomana ʋake ʋaʋiri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Mumazuva aitungamirirwa navatungamiriri vainzi vatongi kwakaitika nzara munyika yeIsiraeri. Mumwe murume wokuBheterehemu rokwaJudha, akaenda kumbondogara kunyika yeMoabhu nomukadzi wake navana vake vaviri vakomana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Mumazuva aitungamirirwa navatungamiriri vainzi vatongi kwakaitika nzara munyika yeIsiraeri. Mumwe murume wokuBheterehemu rokwaJudha, akaenda kumbondogara kunyika yeMoabhu nomukadzi wake navana vake vaviri vakomana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Mumazuva okutonga kwavatongi munyika makaita nzara, uye mumwe murume aibva kuBheterehema Judha, pamwe chete nomukadzi wake navanakomana vake vaviri, akaenda kundogara munyika yeMoabhu kwechinguva.

Viz kapitola kopírovat

Rute 1:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy