Ruka 9:35 - Shona Bible 1949 revised 200235 Ipapo izwi rakabva mugore, richiti, “Uyu Mwanakomana wangu, musanangurwa wangu, mumunzwei!” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ipapo inzwi rakabva mugore, riciti: Uyu Mŋanakomana waŋgu, musanaŋgurwa waŋgu, mumunzwei! Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Izwi rakabuda mugore richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu musarudzwa wangu, munzwei.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Izwi rakabuda mugore richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu musarudzwa wangu, munzwei.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Inzwi rakabva mugore, rikati, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu, musanangurwa wangu; muteererei.” Viz kapitola |