Ruka 9:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Akati kwavari, “Musatongotora zvomunzira, kana mudonzvo, kana hombodo, kana chingwa, kana mari; musava nenguo mbiri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Akati kwaʋari: Musatoŋgotora ɀomunzira, kana muɗonɀo, kana homboɗo, kana ciŋgwa, kana mari; musaʋa neŋguʋo mbiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Akati kwavari, “Musatakure zvinhu zverwendo zvinoti tsvimbo kana nhava kana chingwa kana mari. Musave nehembe mbiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Akati kwavari, “Musatakure zvinhu zverwendo zvinoti tsvimbo kana nhava kana chingwa kana mari. Musave nehembe mbiri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Akavarayira achiti, “Musatakura chinhu parwendo, mudonzvo, kana hombodo, kana chingwa, kana mari, kana imwe nguo. Viz kapitola |