Online Bible

- Reklamy -




Ruka 8:7 - Shona Bible 1949 revised 2002

7 Dzimwe dzakawira pakati peminzwa; minzwa ikakura pamwechete nadzo, ikadzivhunga.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Dzimŋe dzakawira pakati peminzwa; minzwa ikakura pamŋe cete nadzo, ikadzivuŋga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Dzimwe dzakawira muminzwa. Minzwa yakakurirana nadzo pamwechete ikadzivhunga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Dzimwe dzakawira muminzwa. Minzwa yakakurirana nadzo pamwechete ikadzivhunga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Imwe mbeu yakawira pakati peminzwa, minzwa ikakura pamwe chete nayo ikaivhunga.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 8:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy