Ruka 8:51 - Shona Bible 1949 revised 200251 Zvino akati asvika kumba, akasatendera munhu kupinda naye, asi Petirosi, naJohani, naJakobho, nababa vomusikana, namai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)51 Ɀino wakati aȿika kumba, akasatendera munhu kupinda naye, asi Petro, naJohane, naJakobo, naɓaɓa ʋomusikana, namai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 Pavakasvika pamba hapana waakabvumira kupinda naye kusiya Pita naJemusi naJohani naBaba naamai vomwana iyeyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona51 Pavakasvika pamba hapana waakabvumira kupinda naye kusiya Pita naJemusi naJohani naBaba naamai vomwana iyeyo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi51 Akati asvika kumba kwaJairosi, haana kutendera ani zvake kuti apinde naye kunze kwaPetro, Johani naJakobho, uye nababa namai vomwana. Viz kapitola |