Online Bible

- Reklamy -




Ruka 8:50 - Shona Bible 1949 revised 2002

50 Zvino Jesu akati achizvinzwa, akapindura, akati, “Usatya, tenda bedzi, iye achaponeswa.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

50 Ɀino Jesu wakati aciɀinzwa, akapindura, akati: Usatya, tenda ɓedzi, iye ucaponeswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

50 Asi Jesu paakanzwa izvi akapindura achiti, “Usatye tenda chete achaponeswa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

50 Asi Jesu paakanzwa izvi akapindura achiti, “Usatye tenda chete achaponeswa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

50 Jesu akati anzwa izvi, akati kuna Jairosi, “Usatya; tenda chete, achaporeswa.”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 8:50

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy