Ruka 8:49 - Shona Bible 1949 revised 200249 Akati achataura, mumwe akasvika, achibva kumba kwomukuru wesinagoge, akati kwaari, “Mukunda wenyu afa; regai henyu kutambudza Mudzidzisi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Wakati acataura, mumŋe akaȿika, acibva kumba kwomukuru wesinagoge, akati kwaari: Mukunda wenyu wafa; regai henyu kutambudza Mudzidzisi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Paakanga achiri kutaura mumwe munhu akabva kumba kwomutungamiriri uya, akauya achiti, “Mwanasikana wenyu atofa chiregai kunge muchanetsa zvenyu mudzidzisi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona49 Paakanga achiri kutaura mumwe munhu akabva kumba kwomutungamiriri uya, akauya achiti, “Mwanasikana wenyu atofa chiregai kunge muchanetsa zvenyu mudzidzisi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Jesu achiri kutaura, mumwe aibva kumba kwaJairosi, mubati wesinagoge, akasvika akati, “Mwanasikana wenyu afa. Chiregai henyu kuramba muchinetsa mudzidzisi.” Viz kapitola |