Online Bible

- Reklamy -




Ruka 8:45 - Shona Bible 1949 revised 2002

45 Jesu akati, “Ndianiko andibata?” Zvino vose vakati vachiramba, Petirosi akati, “Tenzi, vanhu vazhinji vanokumanikidzai nokukutsikirirai.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

45 Jesu akati: Ndianiko wandiɓata? Ɀino ʋose ʋakati ʋaciramba, Petro akati: Tenzi, ʋanhu ʋazhinji ʋanokumanikidzai nokukutsikirirai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

45 Jesu akati, “Ndiani andibata?” Vose zvavakaramba, Pita “Tenzi, gurusvusvu ravanhu rakakutenderedzai uye riri kudzvinyirirana nemi!”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

45 Jesu akati, “Ndiani andibata?” Vose zvavakaramba, Pita “Tenzi, gurusvusvu ravanhu rakakutenderedzai uye riri kudzvinyirirana nemi!”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

45 Jesu akati, “Ndianiko andibata?” Vose vakati varamba kubvuma, Petro akati, “Tenzi, vanhu vari kukumomoterai nokukutsimbirirai.”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 8:45

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy