Ruka 8:40 - Shona Bible 1949 revised 200240 Zvino Jesu akati achidzoka, vazhinji vakamugamuchira; nokuti vose vakanga vakamumirira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Ɀino Jesu wakati acidzoka, ʋazhinji ʋakamugamucira; nokuti ʋose ʋakaŋga ʋakamumirira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Jesu paakadzoka, chita chavanhu chakamugamuchira nokuti vose vakanga vakamumirira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona40 Jesu paakadzoka, chita chavanhu chakamugamuchira nokuti vose vakanga vakamumirira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Zvino Jesu akati adzoka, akagamuchirwa navanhu vazhinji, nokuti vakanga vakamutarisira. Viz kapitola |