Online Bible

- Reklamy -




Ruka 8:36 - Shona Bible 1949 revised 2002

36 Vakanga vazviona vakavaudza mutoo waakaporeswa nawo, iye waiva nemweya yakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

36 Ʋakaŋga ʋaɀiʋona ʋakaʋaʋudza mutoʋo waakaporeswa nawo, iye waiʋa nemŋeya yakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Avo vakanga vazviona vakavataurira kuti uya akanga akagarwa nemweya yakaipa akaporeswa sei.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

36 Avo vakanga vazviona vakavataurira kuti uya akanga akagarwa nemweya yakaipa akaporeswa sei.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

36 Vaya vakanga vazviona vakaudza vanhu kuti murume akanga ane dhimoni ainge aporeswa sei.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 8:36

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy