Online Bible

- Reklamy -




Ruka 8:34 - Shona Bible 1949 revised 2002

34 Vaidzifudza vakati vaona zvaitwa, vakatiza, vakandoudza izvozvo muguta naparuwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Ʋaidzifudza ʋakati ʋaʋona ɀaitwa, ʋakatiza, ʋakandoʋudza iɀoɀo muguta naparuwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Vafudzi pavakaona zvakanga zvaitika, ndokuti warewo kutiza; vakandotaura muguta nomumaruwa zvakanga zvaitika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Vafudzi pavakaona zvakanga zvaitika, ndokuti warewo kutiza; vakandotaura muguta nomumaruwa zvakanga zvaitika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Vaifudza nguruve vakati vaona zvakanga zvaitika, vakatiza vakandozivisa izvi muguta nomuruwa,

Viz kapitola kopírovat




Ruka 8:34

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy