Ruka 8:26 - Shona Bible 1949 revised 200226 Zvino vakasvika kunyika yavaGerasa, yakatarisana neGariria. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ɀino ʋakaȿika kunyika yaʋaGerasa, yakatarisana neGarirea. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Vakazosvika kunyika yavaGerasini yakatarisana neGarirea. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Vakazosvika kunyika yavaGerasini yakatarisana neGarirea. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Vakasvika kunyika yavaGerase, iri mhiri kwegungwa reGarirea. Viz kapitola |