Online Bible

- Reklamy -




Ruka 7:6 - Shona Bible 1949 revised 2002

6 Jesu akaenda navo. Zvino ava pedyo neimba, mukuru wezana akatuma shamwari dzake, kuzoti kwaari, “Ishe, musazvitambudza; nokuti handina kufanirwa kuti mupinde mumba mangu;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Jesu akaenda naʋo. Ɀino aʋa pedyo neimba, mukuru wezana akatuma shamŋari dzake, kuzoti kwaari: Ishe, musaɀitambudza; nokuti handina‐kufanirwa kuti mupinde mumba maŋgu;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Jesu akaenda navo. Kuzoti ava padyo neimba iyoyo, mutungamiriri wezana akatuma shamwari kwaari achiti, “Tenzi musazvinetse henyu, nokuti handikodzeri kuti mupinde mumba mangu,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Jesu akaenda navo. Kuzoti ava padyo neimba iyoyo, mutungamiriri wezana akatuma shamwari kwaari achiti, “Tenzi musazvinetse henyu, nokuti handikodzeri kuti mupinde mumba mangu,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Naizvozvo Jesu akaenda navo. Akanga asiri kure nomusha pakatumwa shamwari nomukuru wezana kuti dzinoti kwaari, “Ishe, musazvinetsa zvenyu, nokuti handina kukodzera kuti imi mupinde mumba mangu.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 7:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy