Ruka 7:45 - Shona Bible 1949 revised 200245 Hauna kunditsvoda, asi uyu chinguri chandapinda, haana kurega kutsvoda tsoka dzangu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Hauna‐kundiȿeta, asi uyu ciŋguri candapinda, naana‐kurega kuseta tsoka dzaŋgu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Iwe hauna kunditsvoda asi iye kubvira zvandapinda muno haana kurega kutsvoda tsoka dzangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona45 Iwe hauna kunditsvoda asi iye kubvira zvandapinda muno haana kurega kutsvoda tsoka dzangu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 Iwe hauna kunditsvoda, asi mukadzi uyu, kubvira panguva yandapinda, haana kurega kutsvoda tsoka dzangu. Viz kapitola |