Ruka 7:36 - Shona Bible 1949 revised 200236 Zvino mumwe wavaFarisi akamukumbira kuti adye naye. Akapinda mumba momuFarisi uyu, akagara pakudya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Ɀino mumŋe waʋaFarise wakakumbira kuti adye naye. Akapinda mumba momuFarise uyo, akagara pakudya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Mumwe wavaFarisei akamukoka kuti azodya naye. Jesu akapinda mumba yomuFarisei uyu ndokugara pakudya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 Mumwe wavaFarisei akamukoka kuti azodya naye. Jesu akapinda mumba yomuFarisei uyu ndokugara pakudya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Zvino mumwe wavaFarisi akakoka Jesu kuti azodya naye, saka akaenda kumba kwomuFarisi uyu akandogara kuti adye. Viz kapitola |