Ruka 7:27 - Shona Bible 1949 revised 200227 Uyu ndiye akanyorwa pamusoro pake, zvichinzi, ‘Tarira, ndinotuma munyai wangu pamberi pako, Achakugadzirira nzira yako pamberi pako.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Uyu ndiye wakanyorwa pamsoro pake, ɀicinzi: Tarira, ndinotuma munyai waŋgu pamberi pako, Ucakugadzirira nzira yako pamberi pako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Uyu ndiye uya akanyorwa nezvake zvichinzi, “ ‘Tarira ndinotuma nhume yangu mberi kwako, ichafanogadzirira nzira yako pamberi pako.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Uyu ndiye uya akanyorwa nezvake zvichinzi, “ ‘Tarira ndinotuma nhume yangu mberi kwako, ichafanogadzirira nzira yako pamberi pako.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Ndiye uya akanyorwa nezvake zvichinzi: “ ‘Ndichatuma nhume yangu pamberi pako, uyo achakugadzirira nzira yako pamberi pako.’ Viz kapitola |