Ruka 7:10 - Shona Bible 1949 revised 200210 Vakanga vatumwa vachidzokera kumba, vakandowana muranda apora. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ʋakaŋga ʋatumŋa ʋacidzokera kumba, ʋakandowana muranda apora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vakanga vatumwa vaya pavakadzokera kumba kuya vakandowana muranda uya ave wadi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Vakanga vatumwa vaya pavakadzokera kumba kuya vakandowana muranda uya ave wadi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Ipapo varume vaya vakanga vatumwa vakadzokera kumba vakawana muranda uya apora. Viz kapitola |