Ruka 5:23 - Shona Bible 1949 revised 200223 Chiiko chakareruka, kuti, ‘Wakanganwirwa zvivi zvako,’ kana kuti, ‘Simuka, ufambe?’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Cinyiko cakareruka, kuti: Wakaŋganwirwa ɀiʋi ɀako, kana kuti: Simuka, ufambe? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Chakareruka ndechipi, kuti, ‘Waregererwa zvitadzo zvako,’ kana kuti, ‘Simuka ufambe?’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Chakareruka ndechipi, kuti, ‘Waregererwa zvitadzo zvako,’ kana kuti, ‘Simuka ufambe?’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Ndezvipiko zvakareruka: kuti, ‘Zvivi zvako zvaregererwa,’ kana kuti, ‘Simuka ufambe’? Viz kapitola |