Ruka 5:22 - Shona Bible 1949 revised 200222 Zvino Jesu, zvaaiziva mifungo yavo, akapindura, akati kwavari, “Munofungeiko mumwoyo yengu? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀino Jesu, ɀaaiziʋa mifuŋgo yaʋo, akapindura, akati kwaʋari: Munofuŋgeiko mumŋoyo yenyu? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Asi Jesu akaona pfungwa dzavo akavapindura achiti, “Munofungireiko zvakadai mumwoyo menyu? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Asi Jesu akaona pfungwa dzavo akavapindura achiti, “Munofungireiko zvakadai mumwoyo menyu? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Jesu aiziva zvavaifunga uye akabvunza achiti, “Seiko muchifunga zvinhu izvi mumwoyo yenyu? Viz kapitola |