Ruka 4:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 Zvino, iwe, kana ukandinamata, zvose zvichava zvako.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino, iwe, kana ukandinamata, ɀose ɀicaʋa ɀako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Naizvozvo, iwe ukandipfugamira zvose zvichava zvako.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Naizvozvo, iwe ukandipfugamira zvose zvichava zvako.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Saka kana ukandinamata, huchava hwako hwose.” Viz kapitola |