Ruka 4:6 - Shona Bible 1949 revised 20026 Dhiabhori akati kwaari, “Ndichakupa simba iri rose nokubwinya kwazvo, nokuti ndakahupiwa ini, kuti ndihupe wandinoda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Diaborosi akati kwaari: Ndicakupa simba iri rose nokubginya kwaɀo, nokuti ndakabgupiwa ini, kuti ndibgupe wandinoɗa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 akachimuti; “Ndichakupa umambo hwose uhwu nomukurumbira wahwo nokuti zvakaturirwa kwandiri, uyezve ndinozvipa kune wandinenge ndichida. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 akachimuti; “Ndichakupa umambo hwose uhwu nomukurumbira wahwo nokuti zvakaturirwa kwandiri, uyezve ndinozvipa kune wandinenge ndichida. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Akati kwaari, “Ndichakupa simba rahwo rose nokubwinya kwahwo, nokuti ndakahupiwa, uye ini ndinogona kuhupa kuna ani zvake wandinoda. Viz kapitola |