Ruka 4:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 Jesu akamupindura, akati, “Kwakanyorwa kuti munhu haangararami nechingwa bedzi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Jesu akamupindura, akati: Kwakanyorwa kuti munhu haaŋgararami neciŋgwa ɓedzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Jesu akamupindura achiti, “Zvakanyorwa zvichinzi, ‘Munhu haararami nechingwa choga.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Jesu akamupindura achiti, “Zvakanyorwa zvichinzi, ‘Munhu haararami nechingwa choga.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Jesu akapindura akati, “Kwakanyorwa kuchinzi, ‘Munhu haararami nechingwa bedzi, asi neshoko rimwe nerimwe rinobuda mumuromo maMwari.’ ” Viz kapitola |