Ruka 4:33 - Shona Bible 1949 revised 200233 Zvino musinagoge makanga muno munhu akanga anomweya wakaipa wahan'ora; iye akadanidzira nezwi guru, achiti, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ɀino musinagoge makaŋga munomunhu wakaŋga anomŋeya wakaipa wetȿina; iye akaɗanidzira nenzwi guru, aciti: Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Musinagogu imomo maiva nomunhu aiva nomweya wakaipa wetsvina. Akazhamba nezwi guru achiti; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Musinagogu imomo maiva nomunhu aiva nomweya wakaipa wetsvina. Akazhamba nezwi guru achiti; Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Musinagoge makanga muno murume akanga akabatwa nedhimoni, mweya wakaipa, uye akadanidzira nenzwi guru achiti, Viz kapitola |