Ruka 4:31 - Shona Bible 1949 revised 200231 Zvino akaburukira Kapenaume, raiva guta reGariria; akasivadzidzisa nemisi yeSabata; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ɀino wakaɓurukira Kapernaume, raiʋa guta reGarirea; akasiʋadzidzisa nemisi yesaɓata; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Jesu wakazodzika Kapenaumu, guta reGarirea, kwaakadzidzisa vanhu pamusi weSabata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Jesu wakazodzika Kapenaumu, guta reGarirea, kwaakadzidzisa vanhu pamusi weSabata. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Ipapo akaburuka zasi kuKapenaume, guta riri muGarirea, akatanga kudzidzisa vanhu nomusi weSabata. Viz kapitola |