Ruka 4:17 - Shona Bible 1949 revised 200217 Akapiwa bhuku yomuporofita Isaya; zvino akati aripetenura, akawana pakanyorwa panoti, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Akapiwa buku yomuprofita Isaya; ɀino wakati aipetenura, akawana pakanyorwa panoti: Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 ndokupiwa bhuku romuporofita Isaya. Akati aripetenura akawana pakanyorwa kunzi, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 ndokupiwa bhuku romuporofita Isaya. Akati aripetenura akawana pakanyorwa kunzi, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Rugwaro rwakapetwa rwaIsaya rwakapiwa kwaari. Pakurubhedhenura, akawana pakanga pakanyorwa kuti: Viz kapitola |