Ruka 24:6 - Shona Bible 1949 revised 20026 “Haapo pano, amuka. Fungai zvaakakuudzai achiri Gariria, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Haa’po pano, wamuka. Fuŋgai ɀaakakuʋudzai aciri Garirea, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Yeukai zvaakakuudzai achiri kuGarirea Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Yeukai zvaakakuudzai achiri kuGarirea Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Haapo pano; amuka! Rangarirai zvaakakuudzai, paakanga achinemi muGarirea kuti: Viz kapitola |