Ruka 24:28 - Shona Bible 1949 revised 200228 Zvino vakaswedera kumusha kwavakanga vachienda; iye akaita sooda kupfuura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ɀino ʋakasweɗera kumusha kwaʋakaŋga ʋacienda; iye akaita sowoɗa kupfuʋura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Pavakanga vava kuda kusvika pamusha wavaienda, akaita seavakupfuurira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Pavakanga vava kuda kusvika pamusha wavaienda, akaita seavakupfuurira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Kuzoti vava kusvika mumusha mavakanga vachienda, Jesu akaita sokunge oda kupfuurira. Viz kapitola |