Ruka 23:31 - Shona Bible 1949 revised 200231 Nokuti kana vachiita izvi kumuti munyoro, wakaoma uchaitirweiko?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Nokuti kana ʋaciita iɀi kumuti munyoro, wakawoma ucaitirweiko? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 nokuti kana vachiita izvi kumuti munyoro, ko kutozoti kuno muti wakaoma.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 nokuti kana vachiita izvi kumuti munyoro, ko kutozoti kuno muti wakaoma.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Nokuti kana vanhu vachiita zvinhu izvi pamuti munyoro, chiiko chichaitika kune wakaoma?” Viz kapitola |