Ruka 22:45 - Shona Bible 1949 revised 200245 Akasimuka pakunyengetera, akaenda kuvadzidzi, akavawana vavata neshungu dzomwoyo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Akasimuka pakunyeŋgetera, akaenda kuʋadzidzi, akaʋawana ʋaʋata neshuŋgu dzomŋoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Paakasimuka paainamata, akauya kuvadzidzi akavawana vakakotsira nemhaka yokusuwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona45 Paakasimuka paainamata, akauya kuvadzidzi akavawana vakakotsira nemhaka yokusuwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 Akati achisimuka kubva pakunyengetera, akadzokera kuvadzidzi, akasvikovawana vavata, vaneteswa nokusuwa. Viz kapitola |