Ruka 22:38 - Shona Bible 1949 revised 200238 Ipapo vakati, “Ishe, tarirai, heyi minondo miviri.” Akati kwavari, “Zvaringana.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Ipapo ʋakati: Ishe, tarirai, heyi minondo miʋiri. Akati kwaʋari: Ɀariŋgana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Ivo vakati, “Tarisai Tenzi, haano mapakatwa maviri.” Iye akavati, “Zvakwana.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 Ivo vakati, “Tarisai Tenzi, haano mapakatwa maviri.” Iye akavati, “Zvakwana.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Vadzidzi vakati, “Tarirai, Ishe, heyi minondo miviri.” Akapindura akati, “Zvaringana.” Viz kapitola |