Ruka 22:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 Vapristi vakuru navanyori vakatsvaka kuti vangamuuraya sei; nokuti vakanga vachitya vanhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ʋaprista ʋakuru naʋanyori ʋakatȿaka kuti ʋaŋgamuʋuraya sei; nokuti ʋakaŋga ʋacitya ʋanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Vapristi vakuru nenyanzvi dzomutemo vakanga vachitsvaka kuti vangamuuraye sei nokuti vaitya vanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Vapristi vakuru nenyanzvi dzomutemo vakanga vachitsvaka kuti vangamuuraye sei nokuti vaitya vanhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 uye vaprista vakuru navadzidzisi vomurayiro vakanga vachitsvaka nzira yavangabata nayo Jesu, nokuti vakanga vachitya vanhu. Viz kapitola |