Ruka 22:14 - Shona Bible 1949 revised 200214 Zvino nguva yakati yasvika, akagara pakudya navapostori. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino ŋguʋa yakati yaȿika, akagara pakudya naʋaapostora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Nguva yacho payakasvika, akagara pakudya pamwechete navapositori. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Nguva yacho payakasvika, akagara pakudya pamwechete navapositori. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Nguva yakati yasvika, Jesu navapostori vake vakagara patafura. Viz kapitola |