Ruka 21:32 - Shona Bible 1949 revised 200232 “Zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, rudzi urwu harungatongopfuuri, kusvikira zvose zvaitika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ɀirokwaɀo, ndinoti kwamuri: Rudzi urwu haruŋgatoŋgopfuʋuri, kuȿikira ɀose ɀaitika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Zviro kwazvo ndinoti kwamuri chizvarwa ichi hachimbopfuura kusvika zvose izvi zvaitika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Zviro kwazvo ndinoti kwamuri chizvarwa ichi hachimbopfuura kusvika zvose izvi zvaitika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, rudzi urwu harungatongopfuuri kusvikira zvinhu izvi zvaitika. Viz kapitola |