Ruka 20:44 - Shona Bible 1949 revised 200244 “Naizvozvo, Dhavhidhi anomuti, ‘Ishe,’ zvino angagova Mwanakomana wake seiko?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Naiɀoɀo, Davidi unomuidza Ishe, ɀino uŋgagoʋa Mŋanakomana wake seiko? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Dhavhidhi anomuti, “Tenzi saizvozvi, ko anogova mwana wake sei?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona44 Dhavhidhi anomuti, “Tenzi saizvozvi, ko anogova mwana wake sei?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 Dhavhidhi anomuti, ‘Ishe.’ Anogova mwanakomana wake seiko?” Viz kapitola |