Ruka 2:6 - Shona Bible 1949 revised 20026 Zvino vakati varipo, mazuva okusununguka kwake akasvika; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino ʋakati ʋari’po, mazuʋa okuɀara kwake akaȿika; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vachiri ikoko, mazuva ake okuti asununguke akakwana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Vachiri ikoko, mazuva ake okuti asununguke akakwana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Vachiri ikoko, nguva yokuzvarwa kwomwana yakasvika, Viz kapitola |