Ruka 2:43 - Shona Bible 1949 revised 200243 Vakati vapedza mazuva, pakudzoka kwavo mwana Jesu akasara Jerusaremu, vabereki vake vasingazivi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Ʋakati ʋapedza mazuʋa, pakudzoka kwaʋo mŋana Jesu akasara Jerusarema, ʋaɓereki ʋake ʋasiŋgaziʋi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Zvino kuzoti mazuva makuru ePasika apera, vodzokera kumusha, mukomana Jesu akasara kuJerusaremu. Vabereki vake havana kuzviziva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona43 Zvino kuzoti mazuva makuru ePasika apera, vodzokera kumusha, mukomana Jesu akasara kuJerusaremu. Vabereki vake havana kuzviziva. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 Mutambo wakati wapera, vabereki vake pavakanga vodzokera kumusha, mukomana Jesu akasara muJerusarema, asi ivo vakanga vasingazvizivi. Viz kapitola |