Ruka 19:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Jesu akati kwaari, “Nhasi ruponeso rwasvika paimba ino; nokuti naiyewo mwanakomana waAbhuruhamu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Jesu akati kwaari: Nhasi ruponeso rwaȿika paimba ino; nokuti naiye ʋo mŋanakomana waAbrahama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Jesu akati kwaari, “Nhasi uno ruponeso rwauya kumba ino nokuti murume uyu mwanakomanawo waAbhurahamu Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Jesu akati kwaari, “Nhasi uno ruponeso rwauya kumba ino nokuti murume uyu mwanakomanawo waAbhurahamu Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Jesu akati kwaari, “Nhasi ruponeso rwasvika mumba muno, nokuti murume uyu mwanakomanawo waAbhurahama. Viz kapitola |