Ruka 19:45 - Shona Bible 1949 revised 200245 Zvino akapinda mutemberi, akatanga kubudisira kunze vakanga vachitengesamo, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Ɀino wakapinda mutembere, akataŋga kuɓuɗisira kunze ʋakaŋga ʋaciteŋgesa’mo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Jesu akapinda muTemberi akatangisa kudzinga vaitengesa Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona45 Jesu akapinda muTemberi akatangisa kudzinga vaitengesa Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 Ipapo akapinda mutemberi akatanga kudzinga vaya vakanga vachitengesa. Viz kapitola |